Kereke yaMwari, yakavakwa munyika 175, ine kereke dzinopfuura 7,800.
Kereke yaMwari inoona vanhu vari pasi rose semhuri imwechete,
uye inogovera rudo rwaMwari nekuvamba kereke kumativi ose epasi rose,
kubva kuHimalayas kusvika kuAlaska nekusango reAmazon.
“Kereke yaMwari ndiyo Kereke iyo vanhu vanga vakamirira. Kereke yaMwari ndiyo kereke yoga inotevedzera sungano itsva yakavambwa naJesu uye iyo vadzidzi vakaita saPetro naPauro vaichengeta.” Wandile, Gweta
“Ndakadzidza zvakawanda nekutarisa Kereke yaMwari. Vanogara vane zano rekuchengetedza runyararo kumba uye runyararo munharaunda.” Xiuhan, DGACM of UN Personal Assistant
“Tose tiri nhengo dzemhuri yakakwana. Tina Baba naMai. Uye izvozvo zvinoita kuti Kereke yaMwari ive yakakosha. Kereke yaMwari ine upenyu.” Michael King, Civil Engineer
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy