Sezvo muna Ezekieri, zvakanyorwa kuti hove dzakawanda dzichararama nemvura yeupenyu, uye Jesu akatifananidza ne "vabati vevanhu," nhengo dzeKereke YaMwari dzinotenda kuti dzichaponesa vanhu vazhinji nemvura yeupenyu. Zvakare, vari kuparadzira mvura yeupenyu inopiwa naMai Jerusarema Rekudenga kunyika yose.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy