Mwari anogara achiita kuti zvose zvikwanisike uye ozotipa mukana wekugamuchira makomborero.
Mwari akarayira Mozisi kuti apatsanure Gungwa Dzvuku, uye Joshua kuti aparadze masvingo eJeriko, uye akatirayira kuti tiparadzire mashoko eruponeso kuburikidza naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai kunyika kuitira kuti vagamuchire makomborero, achitipa simba rekuita zvinhu zvose.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy