Jesu aigara achinyengetera mangwanani-ngwanani uye achinyengetera nemwoyo wose pausiku hwePasika. Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakatangawo zuva ravo nemunyengetero kubva mangwanani.
Kufanana naDhanieri, uyo aigara achinyengetera, akakwanisa kunyengetera kunyangwe ari mugomba reshumba, isuwo tinofanira kurarama hupenyu hwekunyengetera nguva dzose tichiramba tichitevedzera shoko raMwari.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy