Zvichienderana nezviprofita zveBhaibheri, Mwari chete ndiye anogona kuvakazve Zioni rakanga raparadzwa, uye dudziro chaiyo yemabhuku 66 eBhaibheri haigone kupiwa kusvika Jesu adzoka zvakare.
Jesu akasimbisa Zioni, guta remitambo yaMwari, asi rakaparadzwa munguva yeRima. Kristu Ahnsahnghong akauya kechipiri akadzorera mitambo muKereke YaMwari [Zioni], uye akazadzisa chiprofita chokuti Zioni, uko kunoitirwa mitambo yaMwari, richavakwazve.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy