Kusiyana nevapristi vose veTestamende Yekare, Merikizedheki akaropafadza Abhurahama nechingwa newaini. Nenzira imwecheteyo, vachitevera rudzi rwaMerikizedheki, Kristu Jesu Akauya Kekutanga naKristu Akauya Kechipiri Ahnsahnghong vakapawo vanhu maropafadzo okuregererwa kwezvivi noupenyu husingaperi kuburikidza nechingwa newaini zvePasika. Ichi ndicho chikonzero nei nhengo dzeKereke YaMwari pasi rose dzichichengeta Pasika nhasi.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy